Category:Wt/sn/Mashoko ari mumupanda wemabizo wa Va-

From Wikimedia Incubator

Mupanguro unowu ndewe mashoko ari mumupanda wemabizo wa Va-. Mupanda uyu unowanikwa kuChikaranga, Chizezuru ne Chindau- muChimanyika ne Chikorekore mupanda uyu ndewa Wa-, uye dzimwe nguva kuChindau ne Chimanyika mupanda uyu ndewa A-.

Sezvakadai: Vanhu/Vanthu ndi Wanhu ndi Anhu/Anthu