Wt/sn/vabiyawo
Chishona[edit | edit source]
Bizo[edit | edit source]
vabiyawo (uwandu mabiyawo, wabiyawo, abiyawo)
- kureva munhu anenge achifambidzanwa naye zvechishamwari; munhu anoonekwa semhuri yekusarurwa nevanhuvakuru kana nevanhu vaviri kana vanhu vanopfuura vaviri.
- munhu wechishamwari; mufambidzani; vamwevawo.