Wt/sn/vasikana
Chishona[edit | edit source]
Bizo[edit | edit source]
vasikana (kana asikana, wasikana)
- vanhukadzi vasati vave vanhuvakuru; mhandara; vanhu vadiki veubare veukadzi.
Chipauro[edit | edit source]
vasikana (kana asikana, wasikana)
- kuita nezve chisikana kana husikana.