Wt/sn/musikana
Chishona[edit | edit source]
Bizo[edit | edit source]
musikana (uwandu vasikana, wasikana)
- munhukadzi asati ave munhumukuru; mhandara; munhu mudiki weubare weukadzi.
Chipauro[edit | edit source]
musikana (uwandu vasikana, wasikana)
- kuita nezve chisikana kana husikana.