Wt/sn/mapere
Chishona[edit | edit source]
Bizo[edit | edit source]
mapere
- uwandu hwekuti bere, kureva mhuka dze chiAfurika dziri muraya redzinoyamwisa dzinenge imbwa uye dzine makumbo mana, ekumberi akareba kudarika ekumashure uye dzine zenze radzongoka.