Wt/sn/bere
Chishona[edit | edit source]
Bizo[edit | edit source]
bere (uwandu mapere)
- imhuka ye chiAfurika iri muraya redzinoyamwisa inenge imbwa uye ine makumbo mana, ekumberi akareba kudarika ekumashure uye ine zenze radzongoka. Mapere anozivikwa semhuka dzinovunganidza zviwanikwa asi haana kutapuka pakuvhima.