Jump to content

Wy/sn/Zimbabwe

From Wikimedia Incubator
< Wy | sn
Wy > sn > Zimbabwe

Zimbabwe inyika yakakomberedzwa iri kuchamhembe kana chamhembechemabvazuva e Afurika.

Zvisi

[edit | edit source]

Mazita ematunhu emuZimbabwe anekurusarurarudzi, kune vamwe vanotenda kushandurwa kwe mazita ezvisi uye vanomashandisa sezvaitwa pano.

  • Vuchamhembe kana Chisi che Chamhembe (ndinzo nzvimbo dzino zivikanwa parizvino sa Maodzanyemba ne Chamhembe che Vumatabele)
  • Midhilanzi kana Vupakati
  • Vumaodzanyemba kana Chisi che Maodzanyemba (ndinzo nzvimbo dzinozivikanwa parizvino se Upakati, Mabvazuva uye Madokero eVumashona.
  • Vumabvazuva (ndiyo nzvimbo inozivikanwa sa Manyikalandi parizvino)
  • Masvingo

Maguta

[edit | edit source]

Zimbabwe inemaguta makuru mana nemamwe madoko.

  1. Harare
  2. Vulawayo
  3. Chimanimani
  4. Gweru
  5. Kariba (Kariva)
  6. Masvingo
  7. Mutare

Dzimwe nzvimbo

[edit | edit source]
  1. Mapopomo eVutsi-Vo-Tinha (kana Mapopomo aVhikitoriya)
  2. Rimuka reDhidhizha ra Gonarezhou
  3. Umambo hwe Zimbabwe
  4. Kariba (Kariva)
  5. KuMatombo
  6. Mugodhi wa Mutoroshanga Etheli
  7. Zvibako zve Chinhoyi