Wt/sn/wabiyavo
Chishona[edit | edit source]
Bizo[edit | edit source]
wabiyavo (uwandu abiyavo, vabiyavo, mabiyavo)
- uwandu hwekuti mubiyavo, kureva munhu anenge achifambidzanwa naye zvechishamwari; munhu anoonekwa semhuri yekusarurwa nemunhumukuru kana nevanhu vaviri kana vanhu vanopfuura vaviri.
- munhu wechishamwari; mufambidzani; wamwewavo.