Wt/sn/nhaka
Chishona[edit | edit source]
Bizo[edit | edit source]
nhaka
- mazuva mazanamatatu makumitanhatu neshanu (365); nguva inotorwa ne Rinopasi kupoterera zuva; nekumwe kutaura vanhu vanoti makei, makodya uye kuChimanyika vachiti wo makanyi.
- kureva rifa; chinhu chekupuhwa chinotambidzwa mumazaera mudzinza kana mhuri kubva kumadzitateguru zvichidzika zvakadaro.