Wt/sn/mweya
Appearance
Chishona
[edit | edit source]Bizo
[edit | edit source]mweya (uwandu mweya)
- chinhu chisina ruvara chinofemwa nevanhu kuti vararame; pasainzi tinoti okusijeni.
- kureva chikamu chaMwari chavakafemera mumunhu kuti ave mupenyu, chikamu ichi chiri mukati mevanhu uye chinorarama zvamuchose kunyangwe mukupera kwe hupenyu wepanyama; mamwemashoko ndeekuti mudzimu, shavi, ruhana, hana.
- kureva wewa unovhuvhuta dzimwe nguva semhepo.