Jump to content
mureri (uwandu vareri)
- munhu anokurera; munhu anokubata nerudo kunyanya rwunenge rwunofanhira kupuhwa nemubereki.
- mubereki; muzvari wako.
- Mwari sokuonekwa kwavanoitwa nevanhu pasirose; Mwari sokuonekwa zvakanyanyisa ne nherera kana vana vanotambura.