Jump to content

Wt/sn/mhuri

From Wikimedia Incubator
< Wt | sn
Wt > sn > mhuri

Chishona

[edit | edit source]

mhuri

  1. boka rinosanganisa amai, baba, vana vavo vachigara pamwe.
  2. vanhu vanehukama vanogara vese.

Chipauro

[edit | edit source]

mhuri

  1. chinhu chakagadzirirwa vana ne vanhuvakuru.
    • pepanhau re mhuri.