Wt/sn/masvomhu

From Wikimedia Incubator
< Wt‎ | sn
Wt > sn > masvomhu

Chishona[edit | edit source]

Bizo[edit | edit source]

masvomhu (kana futi masamhu)

  1. zvinoreva ruzivo gwekuongorora kuva nemusoro kwehuwandu, mamiriro ezvinhu uye marongekero angaitwa zvinhu. Masvomhu ibumbiro reruzivo rwakananganana nendangariro dzehuwandu, maumbirwo, nzvimbo, mapindukiro uyewo nehukama hwezvese izvi.