Wt/sn/kubhabhatidza
Appearance
Chishona
[edit | edit source]Wito
[edit | edit source]kubhabhatidza (mamwemashoko bhabhatidza)
- kureva chiito chokuisa munhu mumvura semubhabhatidzi katatu uchimunamatira senzira yochenesa nyama yake kuti aregererwa matadzo, uye achigamuchira Ishe Jesu muhupenyu hwake