Jump to content

Wt/sn/hwa

From Wikimedia Incubator
< Wt | sn
Wt > sn > hwa

Chishona

[edit | edit source]

Hwene

[edit | edit source]

hwa (mamwemashoko hwe, hwo)

  1. chinorakidza uhwene; somuenzaniso: hwendo hwangu.

Uturikiso

[edit | edit source]

Wiriranitso

[edit | edit source]

hwa (mamwemashoko hwe, hwi, hwo, hwu)

  1. mashoko anowiriranitsa bizo ne wito. Senge kuti: gu-gwa; ri-ra; dzi-dza; chi-cha zvichingodaro.

Chivakashure

[edit | edit source]

hwa (mamwemashoko hwe, hwi, hwo, hwu)

  1. chivakashure chemashoko mazhinji akasiyana anowanikwa muChishona. Kufanana nezvivakashure zva: hu-, gu-, gw-, ru-, rw-, vu-, vw- zvichidero.