Wt/sn/hanzvadzi
Chishona[edit | edit source]
Bizo[edit | edit source]
hanzvadzi
- kureva vanhu vakazvarwa kubva kuna amai na baba wako vese vaviri, kana kuti munhu ana amai kana baba mumwechete newe.
- munhu akazvarwa kubva kune hanzvadzikomana dza baba wako; vana vababamukuru kana babamudiki wako.
- munhu anehukama huripedyo hwepamoyo newe.