Jump to content

Wt/sn/hambautare

From Wikimedia Incubator
< Wt | sn
Wt > sn > hambautare

Chishona

[edit | edit source]

Unenaruvambo

[edit | edit source]

Kubva pamashoko maviri eChivanhu, wito rokuti hamba kureva kuenda uye nebizo rokuti utare kureva simbi yakasimba yaishandiswa kugadzira zvinhu zvakawanda muvugariro hwe vanhu.

hambautare (uwandu dzihambautare, mahambautare)

  1. chityairwa chinemavhiri mana chakakura kudarika hambautare, chinoshandiswa kutakura vanhu vakawanda.