Wt/sn/hama
Chishona[edit | edit source]
Bizo[edit | edit source]
hama
- vanhu vaunehukama navo nekudakweropa, kuroora kana kuroorwa uye kana nekuda kwe kuadhoputwa.
- vanhu vanobvawo kunharaunda, ziwumbe kana nyika imwechete neyako; vanhu vane mutupo wakafanana newako, vanhu vaneganda rakaita serako, vanhu vakapinda munjodzi kana minyama yakafanana neyako; vanhu vanorarama hupenyu hwakafanana newako; vanhu vaunoenderana navo.