Jump to content

Wt/sn/e

From Wikimedia Incubator
< Wt | sn
Wt > sn > e

Chishona

[edit | edit source]

e (kana E)

Bvujumuko

[edit | edit source]

e

  • ibvujumuko reChishona rinotaurwa munhu ashamiswa.

Hwene

[edit | edit source]

e (mamwemashoko a, i, o)

  1. mashoko anowiriranitsa bizo ne wito. Semuenzaniso: mazai aRuvimbo.

Uturikiso

[edit | edit source]

Wiriranitso (Konkodhi)

[edit | edit source]

e (mamwemashoko a, o)

  1. mashoko anowiriranitsa bizo ne wito. Senge kuti: bu-bwa; bwasha bwa- kana chi-cha chinhu cha- zvichingodaro.