Wt/sn/bwato
Appearance
Chishona
[edit | edit source]Bizo
[edit | edit source]bwato (uwandu mabwato)
- imhando ye chikepe chakareruka, chinemugumo wakatesveka uye chisina khiri chinotyovhiwa ne mityovhiso yakagadzirwa nemapuran'ha zvekudhara kana mapurastiki parizvino.
- nokumwe kunyorwa zvinonzi bgato kana hwato.