Wt/sn/bhizautare
Appearance
Chishona
[edit | edit source]Unenaruvambo
[edit | edit source]Kubva pamashoko maviri eChivanhu, bhiza mhuka huru yakasimba inoshandiswa sechitakuriso uye utare simbi inoshandiswa kakuru pasirose uye yaishandiswa kazhinji muchikare chetsika ye Vashona.
Bizo
[edit | edit source]bhizautare (uwandu mabhizautare)
- chichovhwa chinemavhiri maviri, ne magiya ekuchovhesa nemakumbo; panotodzwa chingezi vanhu vanoti bhasikoro.