Wt/sn/ba
Appearance
Chishona
[edit | edit source]Bizo
[edit | edit source]ba
- chipfupiswo chinobva pakuti baba.
- ko ba wangu?
- kureva baba wemunhu; shoko rinoiswa kumashure kwe zita remwana wemunhurume achidanwa nehukama hwaanahwo nemwana wako.
- kwaziwa BaRuvarashe.