Wt/sn/ava
Appearance
Chishona
[edit | edit source]Chisazitachekurakidza
[edit | edit source]ava (kana awa; mamwemazwi: avo, ivavo, ivo)
- rinoshandiswa panenge pachinongedzerwa kana kurakidzwa vanhu varikutaurwa nezvavo.
Wito (Chiito)
[edit | edit source]ava (kana ave)
- kureva kuva chinhu.
- aive madziva ava mazambuko.