Jump to content

Wt/sn/aihwa

From Wikimedia Incubator
< Wt | sn
Wt > sn > aihwa

Chishona

[edit | edit source]

Dudzirawito

[edit | edit source]

aihwa (kana ayihwa, ayehwa)

  1. kuramba; kusada; kuti kwete. Rinopfupiswa kunzi ai

aihwa

  1. chirambwa, kuti kwete kunyanya parusaruro, kana munhu abvunzwa mubvunzo.