Wt/sn/Siera-Leyoni
Appearance
chiShona
[edit | edit source]Bizokwaro
[edit | edit source]Siera-Leyoni
- Inyika yekuMadokero eAfurika inodanwa seRudhende rwe Siera-Leyoni pachihofisi. Gutaguru rayo iFuritaundi. Yakaganhurwa neGhini, Ribheriya, uye Gungwa re Atlandiki. Mutauro wayo wechihofisi ndeChingezi.