Jump to content

Wt/sn/Rivusamatenga

From Wikimedia Incubator
< Wt | sn
Wt > sn > Rivusamatenga

Chishona

[edit | edit source]

Unenamavambo

[edit | edit source]

Rakavambwa kutodza zita rechindeya ichi kuChingezi, ndiko kusanganisa mashoko okuti kuvusa uye matenga kuChishona. Asi, chikonzero chikuru chinoripa zita rayo chiremera ndekuda rine zvose zvinowanikwa pazvimwe zvindeya, rinemhete, rinovaima, nderechando, ririkure nezuva asi rinowanikwa nechishana, uyezve rinopotera zuva zvakasiyana nezvimwe zvindeya zvirimuchadenga apa ndipo panobva chiremera charo. Rinorongera kuuya kwechindeya chokupedzisira, chipatya charo.

Bizokwaro

[edit | edit source]

Rivusamatenga

  1. muchifundo cheupanganyeredzi, izita rechindeya chechinomwe uye chipiri kumugumo, chiri kure nezuva pakati pezvindeya mutandira wemushana wedu.

Uturikiso

[edit | edit source]