Wt/sn/Naijeriya
Appearance
Chishona
[edit | edit source]Bizokwaro
[edit | edit source]Naijeriya (kana Naijeria)
- Inyika irikuMadokero eAfurika, zita rayo rechihofisi ndiRufedherari rwe Rudhende rwe Naijeriya uye gutaguru rayo ndi Abhuja. Yakaganhurwa ne Bhenini, Chadhi, Kameruni, Nayizhe, Gungwa re Atlandiki. Mutauro wayo wechihofisi ndeChingezi. Vanhuveko vanonzi Vanaijeri pauwandu uye Munaijeri paushoma.