Wt/sn/Moritani
Appearance
Chishona
[edit | edit source]Unenaruvambo
[edit | edit source]MuChiarabhu inozivikanwa se موريتانيا kureva Mūrītānyā, muChifurenji ichinzi wo Mauritanie, uye muChibheribhe ichinzi Agawej kana Cengit, uye muChipulaa inonzi 𞤃𞤮𞤪𞤭𞤼𞤢𞤲𞤭, kureva kuti Chimoritani pachacho inodanwa kunzi Chiworofu Gànnaar.
Bizokwaro
[edit | edit source]Moritani
- inyika uye muvuso we vuamire wakagadzikwa kuMaodzanyembaemadokero eAfurika. Muchihofisi inodanwa ichinzi Rudhende rwe Ruyisalama rwe Moritani. Vanhuveko vanonzi Vamoritani, uye munhu mumwechete anonzi Mumoritani.