Wt/sn/Kote Dhi Vhwa
Appearance
chiShona
[edit | edit source]Bizokwaro
[edit | edit source]Kote Dhi Vhwa (kuturikisa muchiVanhu Gombe Remanyanga)
- Inyika yekuMadokero eAfurika, inodanwa pachihofisi seRudhende rwe Kote Dhi Vhwa uye mitauro yayo yepachihofisi ichiFurenji. Gutaguru rayo iYamusukro, kasi Abhijani igutaguru rechipanganhundu.