Jump to content

Wt/sn/Angola

From Wikimedia Incubator
< Wt | sn
Wt > sn > Angola

chiShona

[edit | edit source]

Unenaruvambo

[edit | edit source]

Kubva kuChiputukezi pakuti Reino de Angola.

Bizokwaro

[edit | edit source]

Angola (kumwekunyorwa (Anghola)

  1. nyika iri nechekuchamhembe kwe Afurika, pachihofisi inonzi Rudhende rwe Angola. Vanhu vekunyikayi vanonzi Mwanghola (paushoma) uye Vaanghola (pauwandu).

Uturikiso

[edit | edit source]