Wt/sn/-angarara

From Wikimedia Incubator
< Wt‎ | sn
Wt > sn > -angarara

Chishona[edit | edit source]

Unenaruvambo[edit | edit source]

Kubva kuChikaranga icho Chivanhu chikurusa, chidharadhara.

Chivakamberi[edit | edit source]

-angarara (sokuti yangarara)

  1. chivakamberi chinoshandiswa pamashoko anotaura nezve kuzorora kana kuva pamusoro pechinhu usinganyure.
  2. kuzuruka usingadinge chinhu kuti chikusimbisepo.
  3. kutamba, kunakidzwa seuchiri mwana; kusarakidza remekedzo.