Wq/sn/Tsitsi Dangarembga
Appearance
Tsitsi Dangarembga (akazvarwa 4 Kukadzi 1959) munyori wechiZimbabwe. N'wadhi rake rekutanga, Nervous Conditions (1988), raive rekutanga kuẋandiswa muChingezi ne Mukadzi mutema wekuZimbabwe, rakatumidzwa ne BBC muna 2018 sechikamu cheman'wadhi mazana epamusoro akavumba nyika.
Zvidzupuramanzwi
[edit | edit source]Man'wadhi
[edit | edit source]Bhizimusi rehunhukadzi mutoro wakarema.
- kubva mun'wadhi rake: Nervous Conditions, 1988, ts.1.
Zvine uipi hakakwana...panokolonwa nyika, asi kana vanhu vakabatanidzwa munazvo wo! Ndikokupera, idi, ndikokupera.
- kubva mun'wadhi rake: Nervous Conditions, 1988
- Rakatorwa Chikumi 17, 2023, kubva ku AZQuotes.com Webhusayiti: https://www.azquotes.com/quote/415613
"Anofungidzira kuti murungu," vaijara kuseka, uye zvainge zvakaipa sekutukwa ne un'ozwi.
- kubva mun'wadhi rake: Nervous Conditions,
"Taive nerugare muruzoro werutawuko"
- kubva mun'wadhi rake "Nervous Conditions" (1988), znh. 34