Jump to content

Wq/sn/Soromoni

From Wikimedia Incubator
< Wq | sn
Wq > sn > Soromoni

Mambo Soromoni, mawanakomana wa Mambo Dhavhidhe uye mutongi we Isiraeri (nyika ye dzinza ra Jakove, kwete Isiraeri yanhasi).

Zvidzupuramanzwi

[edit | edit source]
  • Kutya Jehovha ndiko kuvamba kwezivo; Mapenzi anoshora uchenjeri nokurairirwa.
    • Zvirevo 1:7 (BDSC)
  • Mwanakomana wangu, inzwa kurairira kwababa vako;
    Usarasha kudzidzisa kwamai vako.
    Nokuti zvichava chishongo chakanaka pamusoro wako,
    Nengetani pamutsipa pako.
    • Zvirevo 1:8-9 (BDSC)