Wq/sn/N'wadhi ra Kubuda
Appearance
N'wadhi ra Kubuda (kana Ekisodho) in'wadhi rechipiri mubhaibheri raVakristu rinotevera N'wadhi ra Mavambo.
Zvidzupuramanzwi
[edit | edit source]Chitsauko chitatu
[edit | edit source]- Ishe pavakazviona vakaendako kunoona,
Mwari vakamudana kubva mugwenzi, "Mhoze!, Mhoze!"
Uye Mhoze wakati, "Pano ndiripo."- Kubuda 3:4
- Mwari wakati kunaMhoze, "Ndiri wandiri.
Izvi ndizvo zvauchataura kuVaiziraeri: "Ndini andituma kwamuri."- Kubuda 3:14
Chitsauko chigumi
[edit | edit source]- Ibva ISHE vakati kunaMhoze, "simudza ruoko rwako kumatenga, uye unda yose yeIjipita ichafukidzwa nezarima hobvu rokuti rinonzwika."
- Kubuda 10:21
Chitsauko chegumineshanu
[edit | edit source]- ISHE ndivo masimba angu, uye chidziviro changu;
ndivo vave ruponeso rwangu.
Ndiye Mwari wangu,
uye ndichamurumbidza, Mwari wababa wangu,
ndichamukudza.- Kubuda 15:2
- Akati, "Mukatevera zvakanatsidza kuizwi raISHE Mwari wenyu
uye mukaita zvakanaka mumaziso ake,
mukateedza mirairo yako nekuchengetedza muraho wake,
ini handichakurwadzisa nedambudzo rezvirwere zvandakatumira pamusoro peVaijipita;
nekuti ndini Ini ISHE vanokupodzesai.- Kubuda 15:26
Chitsauko chemakumimaviri
[edit | edit source]- Uye Mwari vakataura mashoko ose aya:
"Ndini ini Ishe Mwari wenyu, akakuwunzai kubva muIjipita, kunze kweunda wehuranda.- Kubuda 20:1-2
- "Hamufanhira kuva nevanamatwi vamwe kunze kwaIni.
- Kubuda 20:3
- Musazvigadzirire pamene mifananidzo ye zviwumbwa
zvisinei kuti zvinoenderana nezvedenga ririkumusoro,
kana zvepasi pano parizasi, kana zvemumvura iri kutsi.
Hamufanhiri kugwadama kwavari kana kuvanamata;
nekuti Ini, Ishe Mwari wenyu, ndiriMwari muchengeri,
ndichiranga vana pamusaka pezvivi zvavabereki kubva kumuzera wechitatu ne muzera wechina kunevaya vakandivenga,
asi ndinorakidza rudo kuzvuru zvemizera yevaye vanondida nekuchengetedza mirairo yangu.- Kubuda 20:4-6
- Hamufanhiri kushandisa zita raIshe Mwari wenyu zvisinamwero,
nekuti Ishe havabati vanemhosva sevasina pamusaka pevaya vanoshandisa zita ravo zvisizvo.- Kubuda 20:7
- "Rangarirai musi we Chisi muuchengetedze seutsvene.
Mazuva matanhatu muchashanda nokuita mabasa enyu ose,
asi musi wechinomwe musi wechisi kunaIshe Mwari wenyu.
Pamusi uyu hamufanhiri kushanda,
zvose iwewe pachako,
mukororo wako kana mukunda wako,
kana murandarume zvose nemurandakadzi wako,
zvisinei mhuka dzako kana mutorwa arikugara mumajarati enyu.
Nokuti misi mitanhatu Ishe vakasika matenga ne pasi, bhahari uye zvose zviri mazviri
asi vakazorora musi wechinomwe.
Neizvona Ishe vakakomborera musi weChisi nokuuita musi utsvene.- Kubuda 20:8-11
- Chindamidza baba na amai wako,
kuti urarame vupenyu hukurusa muunda waurikupuhwa naIshe Mwari wako.- Kubuda 20:12
- "Haufanhiri kuvuraya."
- Kubuda 20:13
- "Haufanhiri kuitaupombwa."
- Kubuda 20:14
- "Haufanhiri kuba."
- Kubuda 20:15
- "Haufanhiri kupupura zvenhema pamusaka pemuwakidzani wako."
- Kubuda 20:16
- "Haufanhiri kuchiva imba yomuwakidzani wako.
Haufanhiri kuchiva mudzimai,
kana murandarume ne murandakadzi wake,
zvose nenzvombe kana mbongoro yake,
kana chero chose chinemuwakidzani wako."- Kubuda 20:17
- Vanhu pavakavona bhanan'ana ne mheni uye nokunzwa hwamanda nokuvona gomo ririmuvutsi, vakadederera nerutyi.
Vakaramba varikure, uye vakati kunaMhoze,
"Taura nesu iwewe womene uye tichateverera.
Asi Mwari usati Mwari vataure nesu kuvha kuti tichafa."- Kubuda 20:18-19
- Mhoze akati kuvanhu, "Musatye. Mwari vauya kuzokuzamai,
kuitira kuti rutyi rwa Mwari rwuve nemi rwukudzivirirei kuita zvivi."- Kubuda 20:20
- Vanhu vakaramba varikure,
nepo Mhoze akaenda kudhuze neukobvu hwe zarima manga muina Mwari.- Kubuda 20:21