Wq/sn/Maud Chifamba
Appearance
Maud Chifamba (akazvarwa 19 Mbudzi 1997) aive mudzidzi weYunivhesiti ye Zimbabwe muAfurika. Akabvumiwa kuti adzidze kuakawunda kuYunivhesiti ye Zimbabwe achingori nemakore guminenna.
Zvidzupuramanzwi
[edit | edit source]"Zvakanyatsondikurudzira kushanda nesimba nekuti pakanga pasina mumwe munhu aindichengeta kunze kwangu mune ramangwana, izvo zvaive ... zvakandikurudzira kuti ndive nechimwe chinhu chekuita nehupenyu hwangu."
- "nhererakadzi yotanga kuYunivhesiti muZimbabwe pazera rechi-14", CNN (Gunyana 23, 2012)
"Iva akajeka pane zvaunoda uye usambotya kuzvitevera."