Jump to content

Wq/sn/Isaya

From Wikimedia Incubator
< Wq | sn
Wq > sn > Isaya

Isaya munhu uye munyori anowanikwa mubhaibheri reChikristu.

Zvidzupuramanzwi

[edit | edit source]

N'wadhi ra Isaya

[edit | edit source]
  • Inzwai imi matenga! Teerera iwe nyika! Nokuti Jehovha akataura achiti, “Ndakarera vana ndikavakudza, asi ivo vakandimukira. Nzombe inoziva vatenzi vayo,nembongoro inoziva chidyiro chomwene wayo, asi Israeri haizivi, vanhu vangu havanzwisisi.”
    • Isaya 1:2-3