Wq/sn/Holy Ten
Mukudzei Chitsama (akazvarwa 18 Mbudzi 1998), muyimbi, murhapha uye muvambi werhekodhi remhanzi Samanyanga Sounds wechiZimbabwe, anozivikanwa nezita rake repasteji Holy Ten. Muna 2022 akaroora Kimberly Richards.
Zvidzupuramanzwi[edit | edit source]
Mimhanzi[edit | edit source]
Zvese zvese zvatakanamatira
Zvicha manifesta, zvicha manifesta
Zvataka discussa nasahwira
Kuti ticha chilla nana Kwesta, chilla nanaKwesta
- Kubva parwiyo rwake "Sahwira" (2021)