Wq/sn/Busi Ncube
Appearance
Sibusiswe "Busi" Ncube (akazvarwa 15 Chikumi 1963) musezamhanzi we mbira uye muyimbi wekuZimbabwe. Anoyimba nemitauro yechiyechiAfurika mitanhatu. Uye anoridza gitare, mbire ne pekasheni.
Zvidzupuramanzwi
[edit | edit source]Usaite kuti rubudiriro rwuende kumusoro kwako, kunyangwe vakati unogona zvakadini. Sezvandataura, mhanzi inozvitaurira, ruremekedzo uye zvininipise, uchasvikako.
Mumwe anofanhira kufadzwa nezvaanoitwa uye ruremekedzo ne rushingairo ndizvo zvisvumbunuro zvikoshe kuti ubudirire kuzhe uko.
Ndinonzwa kusurukirwa zvokutoti muti unokwana kundipodza haupo parizvino uye vanhu varikufa nepamusaka pezvinhu zvinorapika.
- Nezvekufa kwe shamwari yake