Jump to content

Wt/sn/zvigumburo

From Wikimedia Incubator
< Wt‎ | sn
Wt > sn > zvigumburo

Chishona[edit | edit source]

Bizo[edit | edit source]

zvigumburo

  1. uwandu hwekuti chigumburo; kureva zvinhu zvinokonzera munhu umire munzira kuenda kwaanga achienda zvose pachokwadi nemuufungiro;
  2. (madimikira) zvikweso zvemunzira kana muhupenyu.