Wt/sn/wana
Chishona[edit | edit source]
Bizo[edit | edit source]
wana (kana vana)
- uwandu hwekuti mwana, kureva vanhu vasati vakura kuva vanhuvakuru. Vanhu vachiri vadikidiki muzera.
Wito[edit | edit source]
wana (kubva pakuti kuwana)
- kureva kutsvaga chinhu.