Wt/sn/vabiyavo
Chishona[edit | edit source]
Bizo[edit | edit source]
vabiyavo (uwandu wabiyavo, abiyavo, mabiyavo)
- uwandu hwekuti mubiyavo, kureva munhu anenge achifambidzanwa naye zvechishamwari; munhu anoonekwa semhuri yekusarurwa nemunhumukuru kana nevanhu vaviri kana vanhu vanopfuura vaviri.
- munhu wechishamwari; mufambidzani; vamwevavo.