Wt/sn/vabiyangu
Chishona[edit | edit source]
Bizo[edit | edit source]
vabiyangu (mamwemashoko abiyangu, wabiyangu, mabiyangu)
- uwandu hwekuti mubiyangu, kureva vanhu vaviri kana vanopfuura vaviri vanofambidzana nemutauri zvechishamwari; vanhu vanopfuura vaviri vanoonekwa semhuri yekusarurwa nemutauri.
- munhu wechishamwari; mufambidzani; vamwevangu.