Wt/sn/matebge
Chishona[edit | edit source]
Bizo[edit | edit source]
matebge
- uwandu hwekuti debge, kureva makanda emhuka, anoshandiswa kugadzira zvipfeko senge shangu, rokwe, kana hanzu uye zvafukwa. Zvinoshandiswa zve, kugadzira zvimwe zvinhu zvekushandisa senge zvikwama kana homwe.