Jump to content

Wt/sn/Zvita

From Wikimedia Incubator
< Wt‎ | sn
Wt > sn > Zvita

Chishona[edit | edit source]

Unenaruvambo[edit | edit source]

Kubva pakuti chita.

Bizokwaro[edit | edit source]

Zvita

  1. mwedzi wegore muKarenda ye Chivanhu unotevera Mbudzi iwo uchizoteverwa na Ndira. Mwedzi uyu, mutsika medu ndiwo waipemberwa nekuita zvekutenda Mwari negore ratainge tafamba, uye nekunamatira zvinhu zvegore ridzva.