Wq/sn/Robert Mugabe

From Wikimedia Incubator
< Wq‎ | sn
Wq > sn > Robert Mugabe
VaMugabe mugore ra2015.

VaRobert Gabriel Mugabe (21 Kukadzi 1924 – 6 Gunyana 2019) vaive murenga uye mtonganyika wechiZimbabwe akashanda saMugotanyika (Puraiminista) we Zimbabwe kubva muna 1980 kusvika 1987, uye vakazova Mtungamiri kubva muna 1987 kusvika 2017. Vakashanda seMutungamiri we Zimbabwe African National Union (ZANU) kubva muna 1975 kusvika 1980 uye vakatungamidza bato rehutonganyika rakaitevera, ZANU – Patriotic Front (ZANU–PF), kubva muna 1980 kusvika 2017. VaMugabe vaive nemafungiro ezvekudhidhizha Afurika, kubva kuma1970 ne Ma1980 vaonekwa ne vanhu se Marxist–Leninist, uye semusoshalisti mushure me ma1990.

Zvidzupuramanzwi[edit | edit source]

Ma1960[edit | edit source]

  • Musarwi pamusaka pezvevasikana. Nyika izere nevakadzi vakanaka. Ukasakwanisa kuwana wako, huya kunaMugabe akubetsere.
  • Afurika inofanhira kudzokera kuzvayaimbove iri pasati pave nekupatsanurgwa kwechiimperielisti. Kupatsanurgwa uku, muhuPan-Afurika hwedu, tinoda kuzvibvisa.
    • "African threat to ban Sir Roy Welensky", The Times, 10 Kubvumbi 1962, z.10
    • Kusasa kwake musangano remuSalisbury, Rhodhezhiya Chamhembe (Zimbabwe), 9 Kubvumbi 1962.