Wq/sn/Priscilla Misihairaibwi-Mushonga

From Wikimedia Incubator
< Wq‎ | sn
Wq > sn > Priscilla Misihairaibwi-Mushonga

Priscilla Misihairabwi-Mushonga mupolitika wechiZimbabwe uye munyai (ambasadha) we Umambo hwe Swidheni.

Zvidzupuramanzwi[edit | edit source]

Musi wa8 Kurume pachiitiko cheInternational Women’s Day, Hon. Amai Priscilla Misihairabwi-Mushonga vanove MP & Vice-Secretary wePGA’s National Group in Zimbabwe vakasvitsa chikumbiro chemutemo weUnlawful Practice of Child Marriage icho chakatsigirwa nasachigaro weboka iri, Hon. Jessie Majome, MP, kuti vapemberere mutongo uchangopfuura wedare reConstitutional Court uchijekesa nekusimbisa kurambidzwa kwebumbiro remitemo kwekuroodzwa kwevana.

Misihairabwi-Mushonga aingove akavimbika kudunhu rimwe chete: madzimai nevasikana