Wq/sn/Petina Gappah

From Wikimedia Incubator
< Wq‎ | sn
Wq > sn > Petina Gappah

Petina Gappah (akazvarwa 1971) munyori uye gweta rekuZimbabwe. Mumwedzi wa Chikumi mugore ra 2023 iye nevamwe vake vashanda kuturikisa n'wadhi rinonzi Animal Farm kumutauro weChishona, uye vachisanganisa mitauro yose ye Chishona mun'wadhi racho ravakatumidza kuti Chimurenga Chemhuka.

Zvidzupuramanzwi[edit | edit source]

Ruzhinji rwe zvinyorwa zvangu zvinokonzerwa nechinhu chidi, zvinogona kuva chinhu chandawerenga mupepanhau, chinhu chandakanzwa- ndigere ndinezheve dzakavhurika kuhurukuro dzose- kana zvinogona kubva kuchinhu chakaitika mumhuri yangu yakakura kwazvo. Asi sezvo, ndizvo zvinhu zvacho izvozvo zvisingatendwi sezvidi nevanhu.