Wq/sn/Mary Mliswa-Chikoka

From Wikimedia Incubator
< Wq‎ | sn
Wq > sn > Mary Mliswa-Chikoka

Mary Mliswa-Chikoka (akazvarwa 22 Zvita 1974 ) ku Lusaka, Zambia, ave mupolitiki kuZimbabwe, uye mumembha we Zanu-PF.

Zvidzupuramanzwi[edit | edit source]

Tinofanhirawo kugadzirisa kusaenzana kunotadzisa kuwana rubatsiro rwe hutano. Zvinoda kuedza kwakabatana uye hatifanire kusiya munhu kumashure mukuvhara mukana.

  • [1], Herald (Mbudzi 22, 2021)

Zvikochekero zvekunze[edit | edit source]