Wq/sn/Joshua Nkomo

From Wikimedia Incubator
< Wq‎ | sn
Wq > sn > Joshua Nkomo

VaJoshua Mqabuko Nyongolo Nkomo (19 Chikumi 1917 – 1 Chikunguru 1999) vaive mtonganyika wechiZimbabwe uye muumbi weZimbabwe African People's Union (ZAPU).

Zvidzupuramanzwi[edit | edit source]

  • Haupi munhu chinzvimbo che hugamba. Chaunokwanisa kuita kuiziva. Ndechake.
    • Yuloji ya Lookout Masuku (1986). Yakaẋandiswazve: kusasa kwa Nkomo pakuvigwa kwa Masuku. Zimbabwe Independent (8 Nyamavhuvhu 2014).
  • Ava vatorwa munyika inoi uye vanhu vadiki vechitema vakarambirira vari pavari nhasi vachazovati "makabva kupi imi? Nyika ndeyedu." Asi zvinofanhira kunzi "nyika ndeyedu tese, varungu nevanhu vatema."
    • Quoted in The Financial Gazette (28 Ndira 1993), on the need for white people to cooperate under majority rule