Wq/sn/James Chimombe
James Chimombe muyimbi wechiZimbabwe.
Zvidzupuramanzwi[edit | edit source]
Ndaitaura se ndine mushonga mukanwa
Ukawanza shamwari, uchandiramba rimwe zuva hona zvaitika
Ndaitaura se ndinopenga, ukawanza shamwari
Uchandiramba rimwe zuva hona nhasi zvaitika
- kubva parwiyo "Zvaitika" (1992)